Joshua 24:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 “‘Makabva mayambuka Jodhani+ mukasvika kuJeriko.+ Vatungamiriri veJeriko,* vaAmori, vaPerizi, vaKenani, vaHiti, vaGigashi, vaHivhi nevaJebhusi vakakurwisai; asi ndakavaisa mumaoko enyu.+
11 “‘Makabva mayambuka Jodhani+ mukasvika kuJeriko.+ Vatungamiriri veJeriko,* vaAmori, vaPerizi, vaKenani, vaHiti, vaGigashi, vaHivhi nevaJebhusi vakakurwisai; asi ndakavaisa mumaoko enyu.+