RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 40:22
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 22 Akaisawo tafura+ mutende rekusanganira kurutivi rwekuchamhembe mutebhenekeri imomo, kunze kweketeni,

  • Revhitiko 24:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 Uronge zvingwa zvacho zvakaturikidzana patafura yegoridhe pamberi paJehovha,+ zvitanhatu zvakaturikidzana pazvo zvega,+ zvimwe zvitanhatu zvakaturikidzana zvega.

  • Numeri 3:30, 31
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 30 Jinda reimba yemadzibaba emhuri dzevaKohati raiva Erizafani mwanakomana waUzieri.+ 31 Vaiva nebasa rekuona nezveAreka,+ tafura,+ chigadziko chemarambi,+ atari,+ midziyo+ yaishandiswa pakushumira munzvimbo tsvene, neketeni+ racho, uye mamwe mabasa ese aiva nechekuita nezvinhu izvi.+

  • VaHebheru 9:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 2 Nekuti chikamu chekutanga chetende chakavakwa, muine chigadziko chemarambi+ uye tafura nechingwa chekuratidza;+ uye chikamu ichi chinonzi Nzvimbo Tsvene.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe