RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 39:42
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 42 VaIsraeri vakaita basa rese vachitevedzera zvese zvakanga zvarayirwa Mozisi naJehovha.+

  • Numeri 8:4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 4 Aya ndiwo magadzirirwo akanga akaitwa chigadziko chemarambi: Chaive chegoridhe chakagadzirwa nesando; chakanga chakagadzirwa nesando+ kubva kuchidzinde chacho kusvikira kumaruva acho akatumbuka. Chigadziko chemarambi chakanga chakagadzirwa maererano nezvakanga zvaratidzwa+ Mozisi naJehovha.

  • Mabasa 7:44
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 44 “Madzitateguru edu aiva netende reuchapupu murenje, sekurayira kwaakaita* paaitaura naMozisi kuti arigadzire achitevedzera zvaakanga aratidzwa.+

  • VaHebheru 8:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Basa dzvene riri kuitwa nevarume ava riri kufananidzira zvinhu zvekudenga+ uye mumvuri wazvo;+ sezvakangoitikawo kuti Mozisi, paakanga ava kuda kugadzira tende, akapiwa murayiro uyu naMwari: Nekuti anoti: “Unofanira kugadzira zvinhu zvese uchinyatsotevedzera zvawakaratidzwa mugomo.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe