VaKorose 2:16, 17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Saka ngaparege kuva nemunhu anokutongai pamusoro pezvamunodya uye zvamunonwa+ kana panyaya yekuchengeta mutambo kana kugara kwemwedzi+ kana sabata.+ 17 Zvinhu izvozvo mumvuri wezvichauya,+ asi muviri wacho ndewaKristu.+ VaHebheru 10:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Nekuti sezvo Mutemo uri mumvuri+ wezvinhu zvakanaka zvichauya,+ asi usiri zvinhu zvacho chaizvo, haugoni* kuita kuti vaya vanoswedera pedyo vave vakakwana vachishandisa zvibayiro zvavanongoramba vachipa gore negore.+
16 Saka ngaparege kuva nemunhu anokutongai pamusoro pezvamunodya uye zvamunonwa+ kana panyaya yekuchengeta mutambo kana kugara kwemwedzi+ kana sabata.+ 17 Zvinhu izvozvo mumvuri wezvichauya,+ asi muviri wacho ndewaKristu.+
10 Nekuti sezvo Mutemo uri mumvuri+ wezvinhu zvakanaka zvichauya,+ asi usiri zvinhu zvacho chaizvo, haugoni* kuita kuti vaya vanoswedera pedyo vave vakakwana vachishandisa zvibayiro zvavanongoramba vachipa gore negore.+