Eksodho 13:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Jehovha akanga achifamba mberi kwavo masikati ari mushongwe yegore achivatungamirira munzira,+ uye usiku ari mushongwe yemoto kuti avape chiedza, kuti vakwanise kufamba masikati neusiku.+ Pisarema 99:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Aitaura navo ari mushongwe yegore.+ Vakachengeta zviyeuchidzo zvake nemurau waakavapa.+
21 Jehovha akanga achifamba mberi kwavo masikati ari mushongwe yegore achivatungamirira munzira,+ uye usiku ari mushongwe yemoto kuti avape chiedza, kuti vakwanise kufamba masikati neusiku.+