-
Dheuteronomi 12:28Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
28 “Chenjerera kuti uteerere mashoko aya ese andiri kukurayira, kuti zvigare zvichikufambira zvakanaka iwe nevanakomana vako vanokutevera, nekuti uri kuita zvakanaka uye zvakarurama pamberi paJehovha Mwari wako.
-