-
Revhitiko 4:11, 12Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
11 “‘Asi dehwe remukono wacho nenyama yawo yese pamwe chete nemusoro wawo, mazondo awo, ura hwawo, nendove yawo,+ 12 mutumbi wawo wese, anofanira kuita kuti ubudiswe kunze kwemusasa kunzvimbo yakachena kunorasirwa madota,* uye anofanira kuupisira pahuni dziri mumoto.+ Mutumbi wacho unofanira kupisirwa kunorasirwa madota.
-