-
Revhitiko 13:25Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
25 mupristi achariongorora. Kana mvere dziri padzvanga racho dzachena uye pachioneka kuti pakadzika muganda, iwo maperembudzi abuda nemuvanga racho, uye mupristi achamuti haana kuchena. Icho chirwere chemaperembudzi.
-
-
Revhitiko 13:42Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
42 Asi kana akatanga kubuda bundu dzvuku rakachenuruka pamhanza yake kana pahuma yake, maperembudzi ari kubuda pamhanza yake kana kuti pahuma yake.
-
-
Numeri 12:12Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
12 Ndapota, musaita kuti arambe akaita semunhu akafa, akazvarwa aine nyama yakadyika!”
-