RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 7:23
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 23 “Udza vaIsraeri kuti, ‘Musadya chero mafuta zvawo+ emombe kana kuti egondowe diki kana kuti embudzana.

  • 1 Samueri 2:15-17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 Uyewo, kunyange munhu aipa chibayiro asati atomboita kuti mafuta apfungaire,+ mushumiri wemupristi aiuya oti kwaari: “Ipa mupristi nyama yekugocha. Haasi kuzotora nyama yakabikwa kubva kwauri asi mbishi chete.” 16 Munhu wacho paaiti kwaari: “Rega vambotanga vaita kuti mafuta apfungaire,+ wozotora chero chaunenge uchida,”* iye aibva ati: “Aiwa, ndipe izvozvi; kana ukasadaro ndichaitora nechisimba!” 17 Saka chivi chevashumiri vacho chakava chikuru kwazvo pamberi paJehovha,+ nekuti varume vacho vakanga vasingaremekedzi chibayiro chaJehovha.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe