1 Samueri 2:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Munhu wacho paaiti kwaari: “Ngavatange vaita kuti mafuta apfungaire,+ wozotora chinhu chero chipi zvacho chinopangwa nomweya wako,”+ iye aibva ati: “Aiwa, asi ndipe iko zvino; kana ukasadaro, ndichachitora nechisimba!”+
16 Munhu wacho paaiti kwaari: “Ngavatange vaita kuti mafuta apfungaire,+ wozotora chinhu chero chipi zvacho chinopangwa nomweya wako,”+ iye aibva ati: “Aiwa, asi ndipe iko zvino; kana ukasadaro, ndichachitora nechisimba!”+