RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaHebheru 5:1-3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Nekuti mupristi mukuru wese anosarudzwa pakati pevanhu anogadzwa achivamiririra pazvinhu zvine chekuita naMwari,+ kuti ape zvipo nezvibayiro zvezvivi.+ 2 Iye anokwanisa kubata netsitsi* vanhu vasingazivi uye vanokanganisa,* sezvo iye achitarisanawo nekusava nesimba kwake, 3 uye nechikonzero ichocho anofanira kupa zvibayiro zvezvivi zvake pachake sekupa kwaanoita zvibayiro zvezvivi zvevamwe vanhu.+

  • VaHebheru 7:27
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 27 Akasiyana nevapristi vakuru vaya pakuti haafaniri kupa zvibayiro mazuva ese,+ achitanga nezvezvivi zvake pachake, ozopa zvezvivi zvevanhu vese,+ nekuti akazviita kamwe chete zvikabva zvakwana, paya paakazvipira iye pachake.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe