Eksodho 34:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Ngwarira kuti usaita sungano nevagari vemunyika yacho, nekuti pavanoita unzenza navanamwari vavo, vopa zvibayiro kuna vanamwari vavo,+ mumwe munhu achakukoka wodya zvimwe zvinhu zvaanenge achibayira.+ Dheuteronomi 31:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Jehovha akabva ati kuna Mozisi: “Ona! Wava pedyo nekufa,* uye vanhu ava vachatanga kuita unzenza hwekunamata vamwe vanamwari vakavapoteredza munyika yavari kuenda.+ Vachandisiya+ votyora sungano yangu yandakaita navo.+
15 Ngwarira kuti usaita sungano nevagari vemunyika yacho, nekuti pavanoita unzenza navanamwari vavo, vopa zvibayiro kuna vanamwari vavo,+ mumwe munhu achakukoka wodya zvimwe zvinhu zvaanenge achibayira.+
16 Jehovha akabva ati kuna Mozisi: “Ona! Wava pedyo nekufa,* uye vanhu ava vachatanga kuita unzenza hwekunamata vamwe vanamwari vakavapoteredza munyika yavari kuenda.+ Vachandisiya+ votyora sungano yangu yandakaita navo.+