Eksodho 34:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 kuti urege kuita sungano nevagari vomunyika yacho, nokuti vachaita unzenza navanamwari vavo,+ vobayira zvibayiro kuna vanamwari vavo,+ uye mumwe achakukoka, wodya zvimwe pachibayiro chake.+
15 kuti urege kuita sungano nevagari vomunyika yacho, nokuti vachaita unzenza navanamwari vavo,+ vobayira zvibayiro kuna vanamwari vavo,+ uye mumwe achakukoka, wodya zvimwe pachibayiro chake.+