Eksodho 22:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 “Munofanira kuva vanhu vatsvene kwandiri,+ uye hamufaniri kudya nyama yechinhu chakabvamburwa kusango nechikara.+ Munofanira kuikandira imbwa. Dheuteronomi 14:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 “Haufaniri kudya mhuka yakafa yega.+ Unogona kuipa mutorwa ari mukati memaguta* ako, uye anogona hake kuidya, kana kuti inogona kutengeserwa mutorwa. Nekuti uri rudzi rutsvene kuna Jehovha Mwari wako. “Usabika mbudzana nemukaka waamai vayo.+
31 “Munofanira kuva vanhu vatsvene kwandiri,+ uye hamufaniri kudya nyama yechinhu chakabvamburwa kusango nechikara.+ Munofanira kuikandira imbwa.
21 “Haufaniri kudya mhuka yakafa yega.+ Unogona kuipa mutorwa ari mukati memaguta* ako, uye anogona hake kuidya, kana kuti inogona kutengeserwa mutorwa. Nekuti uri rudzi rutsvene kuna Jehovha Mwari wako. “Usabika mbudzana nemukaka waamai vayo.+