Eksodho 22:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 “Munofanira kuva vanhu vatsvene kwandiri,+ uye hamufaniri kudya nyama yechinhu chakabvamburwa kusango nechikara.+ Munofanira kuikandira imbwa. Revhitiko 17:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Kana munhu wemunyika yenyu kana kuti mutorwa akadya mhuka yakafa yega kana kuti yakabvamburwa nechikara,+ anofanira kugeza zvipfeko zvake, ogeza muviri nemvura ova asina kuchena kusvikira manheru;+ uye achava akachena.
31 “Munofanira kuva vanhu vatsvene kwandiri,+ uye hamufaniri kudya nyama yechinhu chakabvamburwa kusango nechikara.+ Munofanira kuikandira imbwa.
15 Kana munhu wemunyika yenyu kana kuti mutorwa akadya mhuka yakafa yega kana kuti yakabvamburwa nechikara,+ anofanira kugeza zvipfeko zvake, ogeza muviri nemvura ova asina kuchena kusvikira manheru;+ uye achava akachena.