Genesisi 35:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Israeri paakanga achigara munyika iyoyo, mumwe musi Rubheni akanorara naBhiriha, murongo* wababa vake, uye Israeri akazvinzwa.+ Jakobho aiva nevanakomana 12. Genesisi 49:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Nekusazvidzora kwako semvura ine simba isina kugadzikana, wakakwira pamubhedha wababa vako,+ saka hausi kuzova mukuru. Pawakadaro wakasvibisa mubhedha wangu. Chokwadi kukwira pauri here! Revhitiko 20:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Murume anorara nemudzimai wababa vake anyadzisa baba vake.*+ Vese vari vaviri vanotofanira kuurayiwa. Ndivo vanenge vazviurayisa.* Dheuteronomi 27:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 “‘Ngaatukwe munhu anorara nemudzimai wababa vake, nekuti azvidza baba vake.’*+ (Vanhu vese vachati, ‘Ameni!’) 2 Samueri 16:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Ahitoferi akabva ati kuna Absaromu: “Rara nevarongo* vababa vako,+ vavakasiya kuti vachengete imba.*+ VaIsraeri vese vachanzwa kuti wazvivengesa nababa vako, uye vanhu vanokutsigira vachabva vatosimba.” 1 VaKorinde 5:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Zviri kutonzi pakati penyu pari kuitwa upombwe,*+ uye upombwe* hwakadaro hautombowanikwi kunyange pakati pemamwe marudzi, hwekuti mumwe murume ari kugara nemudzimai wababa vake.+
22 Israeri paakanga achigara munyika iyoyo, mumwe musi Rubheni akanorara naBhiriha, murongo* wababa vake, uye Israeri akazvinzwa.+ Jakobho aiva nevanakomana 12.
4 Nekusazvidzora kwako semvura ine simba isina kugadzikana, wakakwira pamubhedha wababa vako,+ saka hausi kuzova mukuru. Pawakadaro wakasvibisa mubhedha wangu. Chokwadi kukwira pauri here!
11 Murume anorara nemudzimai wababa vake anyadzisa baba vake.*+ Vese vari vaviri vanotofanira kuurayiwa. Ndivo vanenge vazviurayisa.*
20 “‘Ngaatukwe munhu anorara nemudzimai wababa vake, nekuti azvidza baba vake.’*+ (Vanhu vese vachati, ‘Ameni!’)
21 Ahitoferi akabva ati kuna Absaromu: “Rara nevarongo* vababa vako,+ vavakasiya kuti vachengete imba.*+ VaIsraeri vese vachanzwa kuti wazvivengesa nababa vako, uye vanhu vanokutsigira vachabva vatosimba.”
5 Zviri kutonzi pakati penyu pari kuitwa upombwe,*+ uye upombwe* hwakadaro hautombowanikwi kunyange pakati pemamwe marudzi, hwekuti mumwe murume ari kugara nemudzimai wababa vake.+