Eksodho 20:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 “Kudza baba vako naamai vako,+ kuti urarame kwenguva refu panyika yauchapiwa naJehovha Mwari wako.+ VaEfeso 6:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 “Kudza baba vako naamai vako.”+ Uyu ndiwo murayiro wekutanga une vimbiso yekuti: VaHebheru 12:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Uyezve vanababa vedu venyama vaitirangawo,* uye taivaremekedza. Saka hatifaniri here kutowedzera kuzviisa pasi paBaba veupenyu hwedu hwemweya, torarama?+
12 “Kudza baba vako naamai vako,+ kuti urarame kwenguva refu panyika yauchapiwa naJehovha Mwari wako.+
9 Uyezve vanababa vedu venyama vaitirangawo,* uye taivaremekedza. Saka hatifaniri here kutowedzera kuzviisa pasi paBaba veupenyu hwedu hwemweya, torarama?+