Revhitiko 3:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 “‘Uyu murau uchagara uripo kwezvizvarwa zvenyu zvese, kwese kwamuchagara: Hamufaniri kudya mafuta kana ropa+ zvachose.’” Revhitiko 17:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 “‘Kana mumwe wevaIsraeri kana kuti mutorwa ari kugara pakati penyu akaenda kunovhima obata mhuka kana kuti shiri inodyiwa, anofanira kudurura ropa rayo+ orifushira neguruva. Dheuteronomi 12:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Ingova nechokwadi chekuti haudyi ropa,+ nekuti ropa ndiro upenyu,*+ uye haufaniri kudya upenyu* pamwe chete nenyama yacho. Mabasa 15:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 asi kuti tivanyorere kuti varege zvinhu zvakasvibiswa nezvidhori,+ upombwe,*+ zvinhu zvakadzipwa,* uye ropa.+ Mabasa 15:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 kuramba muchirega zvinhu zvakabayirwa zvidhori,+ ropa,+ zvinhu zvakadzipwa,*+ uye upombwe.*+ Kana mukangwarira kuti musaita zvinhu izvi, zvichakufambirai zvakanaka. Sarai zvakanaka!”*
17 “‘Uyu murau uchagara uripo kwezvizvarwa zvenyu zvese, kwese kwamuchagara: Hamufaniri kudya mafuta kana ropa+ zvachose.’”
13 “‘Kana mumwe wevaIsraeri kana kuti mutorwa ari kugara pakati penyu akaenda kunovhima obata mhuka kana kuti shiri inodyiwa, anofanira kudurura ropa rayo+ orifushira neguruva.
23 Ingova nechokwadi chekuti haudyi ropa,+ nekuti ropa ndiro upenyu,*+ uye haufaniri kudya upenyu* pamwe chete nenyama yacho.
20 asi kuti tivanyorere kuti varege zvinhu zvakasvibiswa nezvidhori,+ upombwe,*+ zvinhu zvakadzipwa,* uye ropa.+
29 kuramba muchirega zvinhu zvakabayirwa zvidhori,+ ropa,+ zvinhu zvakadzipwa,*+ uye upombwe.*+ Kana mukangwarira kuti musaita zvinhu izvi, zvichakufambirai zvakanaka. Sarai zvakanaka!”*