Eksodho 20:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 asi zuva rechinomwe isabata rinoitirwa Jehovha Mwari wako. Usaita chero basa ripi zvaro, iwe kana mwanakomana wako kana mwanasikana wako, kana murandarume wako kana murandasikana wako, kana chipfuwo chako kana mutorwa wako ari maunogara.*+ Eksodho 31:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 “Taura nevaIsraeri uvaudze kuti, ‘Munofanira kuva nechokwadi kuti machengeta masabata angu,+ nekuti iwo chiratidzo pakati pangu nemi muzvizvarwa zvenyu zvese kuti muzive kuti ini, Jehovha, ndiri kukutsvenesai.
10 asi zuva rechinomwe isabata rinoitirwa Jehovha Mwari wako. Usaita chero basa ripi zvaro, iwe kana mwanakomana wako kana mwanasikana wako, kana murandarume wako kana murandasikana wako, kana chipfuwo chako kana mutorwa wako ari maunogara.*+
13 “Taura nevaIsraeri uvaudze kuti, ‘Munofanira kuva nechokwadi kuti machengeta masabata angu,+ nekuti iwo chiratidzo pakati pangu nemi muzvizvarwa zvenyu zvese kuti muzive kuti ini, Jehovha, ndiri kukutsvenesai.