Revhitiko 18:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 “‘Usabvumira kuti vana vako vapirwe* kuna Moreki.+ Usasvibisa zita raMwari wako saizvozvo.+ Ndini Jehovha. Dheuteronomi 18:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Pakati pako hapafaniri kuwanikwa munhu anopfuudza mwanakomana wake kana mwanasikana wake nemumoto,+ munhu anoshopera,+ munhu anoita zvemashiripiti,+ munhu anotenda mashura,+ muroyi,+
21 “‘Usabvumira kuti vana vako vapirwe* kuna Moreki.+ Usasvibisa zita raMwari wako saizvozvo.+ Ndini Jehovha.
10 Pakati pako hapafaniri kuwanikwa munhu anopfuudza mwanakomana wake kana mwanasikana wake nemumoto,+ munhu anoshopera,+ munhu anoita zvemashiripiti,+ munhu anotenda mashura,+ muroyi,+