Revhitiko 2:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 “‘Kana munhu akauya nemupiro wezviyo*+ kuna Jehovha, mupiro wake unofanira kuva wefurawa yakatsetseka, uye anofanira kuudira mafuta, ouisa zvinonhuhwirira zvichena.+ Revhitiko 2:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 “‘Hapana mupiro wezviyo wamunopa Jehovha unofanira kuiswa mbiriso,+ nekuti hamufaniri kuita kuti mbiriso kana uchi zvipfungaire semupiro unopisirwa Jehovha nemoto.
2 “‘Kana munhu akauya nemupiro wezviyo*+ kuna Jehovha, mupiro wake unofanira kuva wefurawa yakatsetseka, uye anofanira kuudira mafuta, ouisa zvinonhuhwirira zvichena.+
11 “‘Hapana mupiro wezviyo wamunopa Jehovha unofanira kuiswa mbiriso,+ nekuti hamufaniri kuita kuti mbiriso kana uchi zvipfungaire semupiro unopisirwa Jehovha nemoto.