Dheuteronomi 12:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Pamunenge mayambuka Jodhani+ uye mava kugara munyika yamuri kupiwa naJehovha Mwari wenyu, achakupai zororo pavavengi venyu vese vakakupoteredzai, uye muchagara musina chekutya.+ Pisarema 4:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Ndicharara pasi, ndobatwa nehope murugare,+Nekuti imi mega, Jehovha, munoita kuti ndigare ndakachengeteka.+ Zvirevo 1:33 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 33 Asi munhu anonditeerera achagara akachengeteka+Uye haazonetseki achitya dambudziko.”+
10 Pamunenge mayambuka Jodhani+ uye mava kugara munyika yamuri kupiwa naJehovha Mwari wenyu, achakupai zororo pavavengi venyu vese vakakupoteredzai, uye muchagara musina chekutya.+
8 Ndicharara pasi, ndobatwa nehope murugare,+Nekuti imi mega, Jehovha, munoita kuti ndigare ndakachengeteka.+