Eksodho 22:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 “Usabata mutorwa zvisina kunaka kana kumudzvinyirira,+ nekuti imi maimbova vatorwa munyika yeIjipiti.+ Eksodho 23:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 “Usadzvinyirira mutorwa. Munoziva kuti mutorwa anonzwa sei* nekuti maimbova vatorwa munyika yeIjipiti.+ Revhitiko 19:34 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 34 Mutorwa anogara newe ngaave sechizvarwa chemunyika yenyu;+ uye unofanira kumuda sezvaunozviita, nekuti iwe waimbova mutorwa munyika yeIjipiti.+ Ndini Jehovha Mwari wenyu. Dheuteronomi 10:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Anotonga zvakarurama nyaya dzenherera nechirikadzi+ uye anoda mutorwa,+ achimupa zvekudya nezvekupfeka.
21 “Usabata mutorwa zvisina kunaka kana kumudzvinyirira,+ nekuti imi maimbova vatorwa munyika yeIjipiti.+
9 “Usadzvinyirira mutorwa. Munoziva kuti mutorwa anonzwa sei* nekuti maimbova vatorwa munyika yeIjipiti.+
34 Mutorwa anogara newe ngaave sechizvarwa chemunyika yenyu;+ uye unofanira kumuda sezvaunozviita, nekuti iwe waimbova mutorwa munyika yeIjipiti.+ Ndini Jehovha Mwari wenyu.
18 Anotonga zvakarurama nyaya dzenherera nechirikadzi+ uye anoda mutorwa,+ achimupa zvekudya nezvekupfeka.