Numeri 8:25, 26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Asi kana apfuura makore 50, achabuda muboka iri, omira kushumira. 26 Anogona hake kubatsira hama dzake dzinoita mabasa epatende rekusanganira, asi haafaniri kushumira ipapo. Izvi ndizvo zvaunofanira kuita nevaRevhi nemabasa avo.”+
25 Asi kana apfuura makore 50, achabuda muboka iri, omira kushumira. 26 Anogona hake kubatsira hama dzake dzinoita mabasa epatende rekusanganira, asi haafaniri kushumira ipapo. Izvi ndizvo zvaunofanira kuita nevaRevhi nemabasa avo.”+