Revhitiko 9:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Aroni akabva asimudza maoko ake akaatambanudzira kuvanhu, akavakomborera,+ uye akabva aburuka apedza kupa chibayiro chechivi, chibayiro chinopiswa uye zvibayiro zverugare. Dheuteronomi 10:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 “Panguva iyoyo Jehovha akatsaura dzinza raRevhi+ kuti ritakure areka yesungano+ yaJehovha, kuti rimire pamberi paJehovha, richimushumira uye kuti rikomborere vanhu muzita rake+ sezvavari kuita nanhasi.
22 Aroni akabva asimudza maoko ake akaatambanudzira kuvanhu, akavakomborera,+ uye akabva aburuka apedza kupa chibayiro chechivi, chibayiro chinopiswa uye zvibayiro zverugare.
8 “Panguva iyoyo Jehovha akatsaura dzinza raRevhi+ kuti ritakure areka yesungano+ yaJehovha, kuti rimire pamberi paJehovha, richimushumira uye kuti rikomborere vanhu muzita rake+ sezvavari kuita nanhasi.