-
Numeri 6:23-27Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
23 “Udza Aroni nevanakomana vake kuti, ‘Uku ndiko kukomborera+ kwamunofanira kuita vaIsraeri. Vaudzei kuti:
24 “Jehovha ngaakukomborerei,+ akuchengetei.
25 Jehovha ngaaite kuti chiso chake chipenye kwamuri,+ uye ngaakunzwirei nyasha.
26 Jehovha ngaasimudze chiso chake kwamuri, akupei rugare.”’+
27 Uye vanofanira kuisa zita rangu pavaIsraeri,+ kuti ndivakomborere.”+
-