-
Numeri 11:1Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
11 Vanhu vakatanga kunyunyuta zvikuru pamberi paJehovha. Jehovha paakazvinzwa akatsamwa kwazvo, uye moto wakabva kuna Jehovha wakatanga kubvira pakati pavo uye wakaparadza vamwe vaiva kumucheto kwemusasa.
-