RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Madzimambo 19:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 2 Jezebheri akabva atuma nhume kuna Eriya, achiti: “Vanamwari ngavandiitire saizvozvo, uye ngavawedzere pazviri, kana mangwana panguva ino ndikasaita kuti uve semumwe nemumwe* wavo!”

  • 1 Madzimambo 19:4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 4 Akafamba rwendo rwezuva rimwe chete achipinda murenje, akasvika akagara pasi pegwenzi, uye akakumbira kuti afe.* Akati: “Zvakwana! Haiwa Jehovha, chindiurayai henyu,*+ nekuti hapana pandinopfuura madzitateguru angu.”

  • Jobho 6:8, 9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  8 Dai chikumbiro changu chapindurwa

      Uye dai Mwari andiitira zvandinoshuva!

       9 Dai Mwari aida hake kundiparadza,

      Uye dai aitambanudza ruoko rwake ondiparadza!+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe