RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 11:25
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 25 Jehovha akabva aburuka ari mugore,+ akataura naye,+ uye akabvisa mumwe mweya+ wake wakanga uri pana Mozisi, akauisa pane mumwe nemumwe wevakuru 70. Uye mweya wacho pawakangogara pavari, vakabva vatanga kuita sevaprofita,*+ asi havana kuzozviita zvakare.

  • Numeri 12:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 Ndinotaura naye pachena takatarisana chiso nechiso,*+ kwete nezvirahwe; uye iye anoona zvakaita Jehovha. Saka nei musina kutya kutaura zvakaipa nezvemuranda wangu, Mozisi?”

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe