RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 11:17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 Ndichaburuka,+ ndotaura newe ipapo,+ uye ndichatora mumwe mweya+ wangu uri pauri ndouisa pavari, uye vachakubatsira kutakura mutoro wevanhu vacho kuti urege kuutakura wega.+

  • 2 Madzimambo 2:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Vachangoyambuka, Eriya akati kuna Erisha: “Kumbira chaunoda kuti ndikuitire ndisati ndabviswa kwauri.” Saka Erisha akati: “Ndinokumbirawo kupiwa chikamu chakapetwa kaviri+ chemweya wenyu.”*+

  • 2 Madzimambo 2:15
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 Vanakomana vevaprofita avo vaiva kuJeriko pavakamuona achiri kure, vakati: “Mweya waEriya wagara pana Erisha.”+ Saka vakaenda kunomuchingura, vakapfugama vakakotamisa misoro pamberi pake.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe