10 Mumwe musi zvipfuwo pazvainzwa kuda mukono ndakaratidzwa kuhope, ndikaona kuti nhongo dzaikwira zvipfuwo dzakanga dziine mitsetse, tumavara tudiki, uye makamba-makamba.+ 11 Ngirozi yaMwari wechokwadi yakabva yati kwandiri kuhope, ‘Jakobho!’ ndikabva ndati, ‘Ndiri pano.’