1 VaKorinde 10:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Saka zvinhu izvi zvakava mienzaniso kwatiri, kuti tirege kuda zvinhu zvakaipa, sezvavakaita ivo.+ 1 VaKorinde 10:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Regaiwo kugunun’una, sevamwe vavo vakagunun’una,+ vakazoparadzwa nemuparadzi.+