-
Dheuteronomi 26:1, 2Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
26 “Paunenge wazopinda munyika yauchapiwa naJehovha Mwari wako kuti ive nhaka yako uye waitora, wava kugaramo, 2 unofanira kutora zvimwe zvibereko zvekutanga pazvibereko zvese zvenyika, zvauchakohwa munyika yako yauchapiwa naJehovha Mwari wako, wozviisa mutswanda, woenda kunzvimbo inosarudzwa naJehovha Mwari wako kuti zita rake rigare.+
-