RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 15:8-10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 “‘Asi kana muchipa mukono wemombe sechibayiro chinopiswa+ kana kuti muchipa chibayiro chekuita mhiko yakasiyana nedzimwe+ kana kuti chibayiro cherugare kuna Jehovha,+ 9 munofanira kupa mukono wacho wemombe pamwe chete nemupiro wezviyo+ unokwana zvegumi zvitatu zvefurawa yakatsetseka, yakasanganiswa nemafuta anokwana hafu yehini. 10 Munofanira kuuyawo newaini kuti ive mupiro wechinwiwa,+ hafu yehini, kuti uve mupiro unopiswa nemoto, unonhuhwirira zvakanaka* kuna Jehovha.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe