-
Numeri 28:11, 12Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
11 “‘Panotanga mwedzi wega wega* muchapa Jehovha mupiro unopiswa wemikono yemombe midiki miviri, gondohwe rimwe chete, nemakwayana makono akanaka manomwe ane gore rimwe chete,+ 12 nezvegumi zvitatu zvechiyero chefurawa yakatsetseka yakasanganiswa nemafuta semupiro wezviyo+ unopiwa pamwe chete nemukono wemombe mumwe nemumwe, uye mupiro wezviyo wezvegumi zviviri zvechiyero chefurawa yakatsetseka yakasanganiswa nemafuta unopiwa pamwe chete negondohwe racho rimwe chete,+
-