Eksodho 21:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Kana munhu akatsamwira mumwe wake zvekuti anomuuraya nemaune,+ kunyange kana akapotera paatari yangu, munofanira kumutora momuuraya.+ Dheuteronomi 17:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Munhu anoita zvekuzvikudza asingateereri mupristi ari kushumira Jehovha Mwari wako kana kuti mutongi, anofanira kufa.+ Unofanira kubvisa zvakaipa pakati paIsraeri.+ VaHebheru 10:26, 27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Nekuti kana tichiita chivi tichiziva zvedu isu tambowana ruzivo rwakarurama rwechokwadi,+ panenge pasisina chibayiro chezvivi,+ 27 asi panenge pangova nekutarisira kunotyisa kwekutongwa uye hasha dzinopisa dzichaparadza vaya vanopikisa.+
14 Kana munhu akatsamwira mumwe wake zvekuti anomuuraya nemaune,+ kunyange kana akapotera paatari yangu, munofanira kumutora momuuraya.+
12 Munhu anoita zvekuzvikudza asingateereri mupristi ari kushumira Jehovha Mwari wako kana kuti mutongi, anofanira kufa.+ Unofanira kubvisa zvakaipa pakati paIsraeri.+
26 Nekuti kana tichiita chivi tichiziva zvedu isu tambowana ruzivo rwakarurama rwechokwadi,+ panenge pasisina chibayiro chezvivi,+ 27 asi panenge pangova nekutarisira kunotyisa kwekutongwa uye hasha dzinopisa dzichaparadza vaya vanopikisa.+