Numeri 1:53 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 53 Uye vaRevhi vanofanira kudzika misasa yavo vakatenderedza tebhenekeri yeChipupuriro, kuti ungano yevaIsraeri irege kutsamwirwa;+ uye vaRevhi ndivo vanofanira kunge vachichengeta tebhenekeri* yeChipupuriro.”+ Numeri 3:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 “Uya nedzinza raRevhi,+ uvamise pamberi pemupristi Aroni, uye ndivo vachamushumira.+ Numeri 4:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 “Iri ndiro basa revanakomana vaKohati mutende rekusanganira.+ Iro chinhu chitsvenetsvene: Dheuteronomi 10:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 “Panguva iyoyo Jehovha akatsaura dzinza raRevhi+ kuti ritakure areka yesungano+ yaJehovha, kuti rimire pamberi paJehovha, richimushumira uye kuti rikomborere vanhu muzita rake+ sezvavari kuita nanhasi.
53 Uye vaRevhi vanofanira kudzika misasa yavo vakatenderedza tebhenekeri yeChipupuriro, kuti ungano yevaIsraeri irege kutsamwirwa;+ uye vaRevhi ndivo vanofanira kunge vachichengeta tebhenekeri* yeChipupuriro.”+
8 “Panguva iyoyo Jehovha akatsaura dzinza raRevhi+ kuti ritakure areka yesungano+ yaJehovha, kuti rimire pamberi paJehovha, richimushumira uye kuti rikomborere vanhu muzita rake+ sezvavari kuita nanhasi.