Numeri 32:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 32 Vanakomana vaRubheni+ nevanakomana vaGadhi+ vaiva nezvipfuwo zvakawanda kwazvo uye vakaona kuti nyika yeJazeri+ nenyika yeGiriyedhi dzakanga dzakanakira zvipfuwo. 1 Makoronike 6:77 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 77 Vamwe vaMerari vese vakavapa Rimono nemafuro ayo, Tabhori nemafuro ayo, anova maguta akabva kudzinza raZebhuroni;+ 1 Makoronike 6:81 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 81 Heshbhoni+ nemafuro ayo, neJazeri+ nemafuro ayo.
32 Vanakomana vaRubheni+ nevanakomana vaGadhi+ vaiva nezvipfuwo zvakawanda kwazvo uye vakaona kuti nyika yeJazeri+ nenyika yeGiriyedhi dzakanga dzakanakira zvipfuwo.
77 Vamwe vaMerari vese vakavapa Rimono nemafuro ayo, Tabhori nemafuro ayo, anova maguta akabva kudzinza raZebhuroni;+