RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 24:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Bharaki akabva atsamwira Bharami kwazvo. Bharaki akarovanisa maoko ake achiratidza kutsamwa uye akati kuna Bharami: “Ndakakushevedza kuti uzotuka vavengi vangu,+ asi iye zvino watovakomborera katatu aka.

  • Joshua 24:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Asi handina kumbobvira ndateerera Bharami.+ Saka akaramba achikukomborerai,+ uye ndakakununurai paruoko rwake.+

  • Nehemiya 13:1, 2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Pazuva iroro bhuku raMozisi rakaverengwa vanhu vachinzwa;+ uye makawanikwa makanyorwa kuti hapatombofaniri kuva nemuAmoni kana muMoabhi+ anopinda muungano yaMwari wechokwadi,+ 2 nekuti ivo havana kunosangana nevaIsraeri nechingwa nemvura, asi vakabhadhara Bharami kuti avatuke.+ Asi Mwari wedu akachinja kutuka kwacho kukava kukomborera.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe