Numeri 23:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Ndingatuka sei vaya vasina kutukwa naMwari? Uye ndingatsoropodza sei vaya vasina kutsoropodzwa naJehovha?+ Numeri 24:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Bharaki akabva atsamwira Bharami kwazvo. Bharaki akarovanisa maoko ake achiratidza kutsamwa uye akati kuna Bharami: “Ndakakushevedza kuti uzotuka vavengi vangu,+ asi iye zvino watovakomborera katatu aka.
8 Ndingatuka sei vaya vasina kutukwa naMwari? Uye ndingatsoropodza sei vaya vasina kutsoropodzwa naJehovha?+
10 Bharaki akabva atsamwira Bharami kwazvo. Bharaki akarovanisa maoko ake achiratidza kutsamwa uye akati kuna Bharami: “Ndakakushevedza kuti uzotuka vavengi vangu,+ asi iye zvino watovakomborera katatu aka.