Numeri 31:1, 2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Jehovha akabva audza Mozisi kuti: 2 “Tsiva+ vaMidhiyani+ zvavakaitira vaIsraeri. Kana wadaro uchaiswa kwakaiswa vanhu vekwako.”*+
31 Jehovha akabva audza Mozisi kuti: 2 “Tsiva+ vaMidhiyani+ zvavakaitira vaIsraeri. Kana wadaro uchaiswa kwakaiswa vanhu vekwako.”*+