-
Numeri 25:1-3Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
25 VaIsraeri pavaigara muShitimu,+ vanhu vakatanga kuita unzenza* nevanasikana veMoabhi.+ 2 Vakadzi vacho vaikoka vanhu kuti vauye kuzvibayiro zvavanamwari vavo,+ uye vanhu vakatanga kudya, vachipfugamira vanamwari vavo.+ 3 Saka Israeri akabatana navo pakunamata Bhaari* wePeori,+ uye Jehovha akatsamwira Israeri kwazvo.
-