Jeremiya 32:37 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 37 ‘Ndichavaunganidza kubva kunyika dzese dzandakavaparadzira kwadziri ndakatsamwa, ndakagumbuka, uye ndakashatirwa kwazvo,+ uye ndichavadzosa kunzvimbo ino ndoita kuti vagare vasina chekutya.+ Jeremiya 32:41 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 41 Ndichapembera nemufaro pamusoro pavo kuti ndivaitire zvakanaka,+ ndichavadyara zvakasimba munyika ino+ nemwoyo wangu wese, nemweya* wangu wese.’”
37 ‘Ndichavaunganidza kubva kunyika dzese dzandakavaparadzira kwadziri ndakatsamwa, ndakagumbuka, uye ndakashatirwa kwazvo,+ uye ndichavadzosa kunzvimbo ino ndoita kuti vagare vasina chekutya.+
41 Ndichapembera nemufaro pamusoro pavo kuti ndivaitire zvakanaka,+ ndichavadyara zvakasimba munyika ino+ nemwoyo wangu wese, nemweya* wangu wese.’”