Numeri 27:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Saka Jehovha akati kuna Mozisi: “Tora Joshua mwanakomana waNuni, murume ane pfungwa dzakanaka, uise maoko ako pamusoro pake.+ Dheuteronomi 3:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Gadza Joshua,+ umukurudzire uye umusimbise, nekuti ndiye achayambuka+ ari pamberi pevanhu ava uye ndiye achaita kuti vagare nhaka nyika yauchaona.’ Joshua 1:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 “Mozisi muranda wangu afa.+ Saka simuka uyambuke Rwizi rwaJodhani, iwe nevanhu vese ava, vaIsraeri,+ mupinde munyika yandiri kuvapa.
18 Saka Jehovha akati kuna Mozisi: “Tora Joshua mwanakomana waNuni, murume ane pfungwa dzakanaka, uise maoko ako pamusoro pake.+
28 Gadza Joshua,+ umukurudzire uye umusimbise, nekuti ndiye achayambuka+ ari pamberi pevanhu ava uye ndiye achaita kuti vagare nhaka nyika yauchaona.’
2 “Mozisi muranda wangu afa.+ Saka simuka uyambuke Rwizi rwaJodhani, iwe nevanhu vese ava, vaIsraeri,+ mupinde munyika yandiri kuvapa.