RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 3:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 Ndichaburuka kunovanunura pamaoko evaIjipiti+ uye kunovabudisa munyika iyoyo, ndovaendesa kunyika yakanaka uye yakakura, nyika inoyerera uchi nemukaka,+ kunharaunda yevaKenani, vaHiti, vaAmori, vaPerizi, vaHivhi, nevaJebhusi.+

  • Numeri 13:26, 27
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 26 Saka vakadzoka kurenje reParani, kuKadheshi+ kwaiva naMozisi naAroni neungano yese yevaIsraeri. Vakadzoka neshoko kuungano yese, vakavaratidza michero yenyika yacho. 27 Izvi ndizvo zvavakaudza Mozisi: “Takapinda munyika yamakatituma, chokwadi inoyerera uchi nemukaka,+ uye izvi ndizvo zvibereko zvayo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe