Eksodho 32:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Jehovha akaenderera mberi achiti kuna Mozisi: “Ndaona kuti vanhu ava vakaoma musoro.*+ Pisarema 78:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Havazoiti semadzitateguru avo,Chizvarwa chakanga chakaoma musoro uye chaipanduka,+Chizvarwa chakanga chiine mwoyo usina kudzikama+Uye chakanga chisina kutendeka kuna Mwari.
8 Havazoiti semadzitateguru avo,Chizvarwa chakanga chakaoma musoro uye chaipanduka,+Chizvarwa chakanga chiine mwoyo usina kudzikama+Uye chakanga chisina kutendeka kuna Mwari.