RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 78
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Kuchengetwa kwaiitwa vaIsraeri naMwari uye kusava kwavo nekutenda

        • Udzai chizvarwa chinotevera (2-8)

        • “Havana kutenda muna Mwari” (22)

        • “Zviyo zvekudenga” (24)

        • “Vairwadzisa Mutsvene waIsraeri” (41)

        • Kubva kuIjipiti kusvika kuNyika Yakapikirwa (43-55)

        • “Vakaramba vachiedza Mwari” (56)

Pisarema 78:mashoko ekusuma

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 25:1

Pisarema 78:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “murayiro.”

Pisarema 78:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 1:5, 6; Mt 13:34, 35

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2011, p. 11

    9/1/2002, pp. 13-14

    “Muteveri Wangu,” p. 119

Pisarema 78:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 13:8; Pis 44:1

Pisarema 78:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 4:9; 6:6, 7, 21; 11:18, 19; Jos 4:6, 7
  • +Isa 63:7
  • +Pis 98:1

Pisarema 78:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 18:19; Dhe 6:6, 7

Pisarema 78:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 71:17, 18; 102:18
  • +Dhe 4:10

Pisarema 78:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 4:9; Pis 103:2
  • +Dhe 5:29

Pisarema 78:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 32:9; Dhe 1:43; 31:27; 2Mad 17:13, 14; Eze 20:18; Mab 7:51
  • +Pis 81:11, 12; Jer 7:24-26

Pisarema 78:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 31:16
  • +2Mak 13:8, 9; Ne 9:26

Pisarema 78:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 32:18; 2Mak 13:12; Jer 2:32
  • +Pis 106:21, 22

Pisarema 78:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 4:34; Ne 9:10
  • +Nu 13:22

Pisarema 78:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 14:21, 22; 15:8

Pisarema 78:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 13:21; 14:20, 24

Pisarema 78:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 17:6; Nu 20:11; Pis 105:41; Isa 48:21; 1VaK 10:4

Pisarema 78:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 8:14, 15

Pisarema 78:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 9:21, 22; Pis 95:8; VaH 3:16

Pisarema 78:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “zvekudya zvemweya yavo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 106:14

Pisarema 78:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 16:8

Pisarema 78:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 17:6
  • +Eks 16:3

Pisarema 78:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 11:10
  • +VaH 12:29
  • +Nu 11:1

Pisarema 78:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 106:24; VaH 3:10; Jud 5

Pisarema 78:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 16:14, 35; 16:31, 32; Nu 11:7; Dhe 8:3; Joh 6:31; 1VaK 10:2, 3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2006, p. 11

Pisarema 78:25

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “chengirozi.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 103:20
  • +Eks 16:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2006, p. 11

    8/15/1999, p. 25

Pisarema 78:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 11:31-34

Pisarema 78:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 11:19, 20

Pisarema 78:31

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 11:10
  • +Nu 11:34

Pisarema 78:32

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 14:2-4; 25:3; 1VaK 10:8-10
  • +Eks 16:15; Dhe 8:14, 15

Pisarema 78:33

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 14:29, 35; Dhe 2:14

Pisarema 78:34

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 21:7; Vat 4:3

Pisarema 78:35

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Mutsivi wevavengi vavo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 32:4
  • +Eks 6:6

Pisarema 78:37

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 95:10; VaH 3:10
  • +Dhe 31:20; Jer 31:32

Pisarema 78:38

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Aifukidza.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 34:6; Nu 14:18; Ne 9:31
  • +Nu 14:19, 20; Jer 30:11; Mari 3:22
  • +Ne 9:27; Isa 48:9; Eze 20:9

Pisarema 78:39

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 103:14

Pisarema 78:40

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 14:11
  • +Isa 63:10; VaE 4:30; VaH 3:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 7

    Nharireyomurindi,

    7/1/2011, p. 10

Pisarema 78:41

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 14:22; Dhe 6:16; Pis 95:8, 9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 7

    Nharireyomurindi,

    7/1/2011, p. 10

Pisarema 78:42

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “ruoko rwake.”

  • *

    ChiHeb., “raakavadzikinura.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 14:30

Pisarema 78:43

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 4:34; Ne 9:10; Pis 105:27-36

Pisarema 78:44

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 7:19

Pisarema 78:45

Mashoko Emuzasi

  • *

    Aka kachipukanana kakaita senhunzi kanoruma.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 8:24
  • +Eks 8:6

Pisarema 78:46

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 10:14, 15

Pisarema 78:47

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 9:23

Pisarema 78:48

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “nefivha.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 9:25

Pisarema 78:51

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 12:29; Pis 105:36

Pisarema 78:52

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 77:20; 105:37

Pisarema 78:53

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 14:20; VaH 11:29
  • +Eks 14:27; 15:10

Pisarema 78:54

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 15:17
  • +Pis 44:3

Pisarema 78:55

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 24:12; Pis 44:2
  • +Jos 13:7
  • +Ne 9:24, 25

Pisarema 78:56

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 31:16; 32:15; Vat 2:11; 2Sa 20:1; Ne 9:26
  • +2Mad 17:15; Jer 44:23

Pisarema 78:57

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 9:7; Vat 3:6
  • +Ho 7:16

Pisarema 78:58

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “anzwe godo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 12:2; Vat 2:2; Eze 20:28
  • +Vat 2:12; 1Sa 7:3

Pisarema 78:59

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 2:20

Pisarema 78:60

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 18:1; 1Sa 4:11
  • +Jer 7:12

Pisarema 78:61

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 4:21; 5:1

Pisarema 78:62

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 4:2, 10

Pisarema 78:63

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “hadzina kurumbidzwa.”

Pisarema 78:64

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 2:33, 34; 4:11
  • +1Sa 4:19

Pisarema 78:65

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 44:23
  • +Isa 42:13

Pisarema 78:66

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 5:6

Pisarema 78:68

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 49:10
  • +Pis 87:2; 132:13; 135:21

Pisarema 78:69

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Akavaka nzvimbo yake tsvene senzvimbo yakakwirira.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 76:2
  • +Pis 104:5; 119:90; Mup 1:4

Pisarema 78:70

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 16:12, 13
  • +1Sa 17:15

Pisarema 78:71

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 7:8
  • +2Sa 6:21

Pisarema 78:72

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 8:15; 1Mad 3:6; 9:4; 15:5
  • +1Sa 18:14

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 78:mashoko ekusuma1Mak 25:1
Pis. 78:2Zvi 1:5, 6; Mt 13:34, 35
Pis. 78:3Eks 13:8; Pis 44:1
Pis. 78:4Dhe 4:9; 6:6, 7, 21; 11:18, 19; Jos 4:6, 7
Pis. 78:4Isa 63:7
Pis. 78:4Pis 98:1
Pis. 78:5Ge 18:19; Dhe 6:6, 7
Pis. 78:6Pis 71:17, 18; 102:18
Pis. 78:6Dhe 4:10
Pis. 78:7Dhe 4:9; Pis 103:2
Pis. 78:7Dhe 5:29
Pis. 78:8Eks 32:9; Dhe 1:43; 31:27; 2Mad 17:13, 14; Eze 20:18; Mab 7:51
Pis. 78:8Pis 81:11, 12; Jer 7:24-26
Pis. 78:10Dhe 31:16
Pis. 78:102Mak 13:8, 9; Ne 9:26
Pis. 78:11Dhe 32:18; 2Mak 13:12; Jer 2:32
Pis. 78:11Pis 106:21, 22
Pis. 78:12Dhe 4:34; Ne 9:10
Pis. 78:12Nu 13:22
Pis. 78:13Eks 14:21, 22; 15:8
Pis. 78:14Eks 13:21; 14:20, 24
Pis. 78:15Eks 17:6; Nu 20:11; Pis 105:41; Isa 48:21; 1VaK 10:4
Pis. 78:16Dhe 8:14, 15
Pis. 78:17Dhe 9:21, 22; Pis 95:8; VaH 3:16
Pis. 78:18Pis 106:14
Pis. 78:19Eks 16:8
Pis. 78:20Eks 17:6
Pis. 78:20Eks 16:3
Pis. 78:21Nu 11:10
Pis. 78:21VaH 12:29
Pis. 78:21Nu 11:1
Pis. 78:22Pis 106:24; VaH 3:10; Jud 5
Pis. 78:24Eks 16:14, 35; 16:31, 32; Nu 11:7; Dhe 8:3; Joh 6:31; 1VaK 10:2, 3
Pis. 78:25Pis 103:20
Pis. 78:25Eks 16:12
Pis. 78:26Nu 11:31-34
Pis. 78:29Nu 11:19, 20
Pis. 78:31Nu 11:10
Pis. 78:31Nu 11:34
Pis. 78:32Nu 14:2-4; 25:3; 1VaK 10:8-10
Pis. 78:32Eks 16:15; Dhe 8:14, 15
Pis. 78:33Nu 14:29, 35; Dhe 2:14
Pis. 78:34Nu 21:7; Vat 4:3
Pis. 78:35Dhe 32:4
Pis. 78:35Eks 6:6
Pis. 78:37Pis 95:10; VaH 3:10
Pis. 78:37Dhe 31:20; Jer 31:32
Pis. 78:38Eks 34:6; Nu 14:18; Ne 9:31
Pis. 78:38Nu 14:19, 20; Jer 30:11; Mari 3:22
Pis. 78:38Ne 9:27; Isa 48:9; Eze 20:9
Pis. 78:39Pis 103:14
Pis. 78:40Nu 14:11
Pis. 78:40Isa 63:10; VaE 4:30; VaH 3:16
Pis. 78:41Nu 14:22; Dhe 6:16; Pis 95:8, 9
Pis. 78:42Eks 14:30
Pis. 78:43Dhe 4:34; Ne 9:10; Pis 105:27-36
Pis. 78:44Eks 7:19
Pis. 78:45Eks 8:24
Pis. 78:45Eks 8:6
Pis. 78:46Eks 10:14, 15
Pis. 78:47Eks 9:23
Pis. 78:48Eks 9:25
Pis. 78:51Eks 12:29; Pis 105:36
Pis. 78:52Pis 77:20; 105:37
Pis. 78:53Eks 14:20; VaH 11:29
Pis. 78:53Eks 14:27; 15:10
Pis. 78:54Eks 15:17
Pis. 78:54Pis 44:3
Pis. 78:55Jos 24:12; Pis 44:2
Pis. 78:55Jos 13:7
Pis. 78:55Ne 9:24, 25
Pis. 78:56Dhe 31:16; 32:15; Vat 2:11; 2Sa 20:1; Ne 9:26
Pis. 78:562Mad 17:15; Jer 44:23
Pis. 78:57Dhe 9:7; Vat 3:6
Pis. 78:57Ho 7:16
Pis. 78:58Dhe 12:2; Vat 2:2; Eze 20:28
Pis. 78:58Vat 2:12; 1Sa 7:3
Pis. 78:59Vat 2:20
Pis. 78:60Jos 18:1; 1Sa 4:11
Pis. 78:60Jer 7:12
Pis. 78:611Sa 4:21; 5:1
Pis. 78:621Sa 4:2, 10
Pis. 78:641Sa 2:33, 34; 4:11
Pis. 78:641Sa 4:19
Pis. 78:65Pis 44:23
Pis. 78:65Isa 42:13
Pis. 78:661Sa 5:6
Pis. 78:68Ge 49:10
Pis. 78:68Pis 87:2; 132:13; 135:21
Pis. 78:69Pis 76:2
Pis. 78:69Pis 104:5; 119:90; Mup 1:4
Pis. 78:701Sa 16:12, 13
Pis. 78:701Sa 17:15
Pis. 78:712Sa 7:8
Pis. 78:712Sa 6:21
Pis. 78:722Sa 8:15; 1Mad 3:6; 9:4; 15:5
Pis. 78:721Sa 18:14
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
  • 35
  • 36
  • 37
  • 38
  • 39
  • 40
  • 41
  • 42
  • 43
  • 44
  • 45
  • 46
  • 47
  • 48
  • 49
  • 50
  • 51
  • 52
  • 53
  • 54
  • 55
  • 56
  • 57
  • 58
  • 59
  • 60
  • 61
  • 62
  • 63
  • 64
  • 65
  • 66
  • 67
  • 68
  • 69
  • 70
  • 71
  • 72
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 78:1-72

Mapisarema

Maskiri.* Rwiyo rwaAsafi.+

78 Imi vanhu vangu, teererai mutemo* wangu;

Rerekai nzeve dzenyu munzwe mashoko emuromo wangu.

 2 Ndichashama muromo wangu ndichitaura chirevo.

Ndichataura zvirahwe zvekare kare.+

 3 Zvinhu zvatakanzwa uye zvatinoziva,

Zvatakarondedzerwa nemadzibaba edu,+

 4 Hatizozvivanziri vanakomana vavo;

Ticharondedzera kuchizvarwa chichauya+

Mabasa akakodzera kurumbidzwa aJehovha uye simba rake,+

Zvinhu zvinoshamisa zvaakaita.+

 5 Akaisa chiyeuchidzo muna Jakobho

Uye akagadza mutemo muna Israeri;

Akarayira madzitateguru edu

Kuti aite kuti vana vawo vazive zvinhu izvi,+

 6 Kuti chizvarwa chinotevera,

Vana vachazoberekwa, vazvizive.+

Ivowo vozozvirondedzera kuvana vavo.+

 7 Ava vanobva vavimba naMwari.

Havazokanganwi mabasa aMwari+

Asi vachachengeta mirayiro yake.+

 8 Havazoiti semadzitateguru avo,

Chizvarwa chakanga chakaoma musoro uye chaipanduka,+

Chizvarwa chakanga chiine mwoyo usina kudzikama+

Uye chakanga chisina kutendeka kuna Mwari.

 9 VaEfremu vakanga vakapakata uta,

Asi pazuva rehondo vakatiza.

10 Havana kuchengeta sungano yaMwari+

Uye vakaramba kufamba mumutemo wake.+

11 Vakakanganwawo zvaakanga aita,+

Mabasa ake anoshamisa aakavaratidza.+

12 Akaita zvinoshamisa pamberi pemadzitateguru avo,+

Munyika yeIjipiti, nharaunda yeZoani.+

13 Akakamura gungwa kuti vayambuke,

Uye akaita kuti mvura imire semadziro.+

14 Aivatungamirira negore masikati

Uye usiku hwese nechiedza chemoto.+

15 Akatsemura matombo murenje,

Akaita kuti vanwe mvura kusvikira vaguta sekunge yaibva mugungwa.+

16 Akabudisa hova dzemvura mudombo

Uye akaita kuti mvura iyerere senzizi.+

17 Asi vakaramba vachimutadzira

Nekupandukira Wekumusorosoro mugwenga;+

18 Vakaedza Mwari mumwoyo mavo+

Vachimuudza kuti avape zvekudya zvavaida.*

19 Saka vakataura zvakaipa nezvaMwari,

Vachiti: “Mwari angagona kutipa zvekudya murenje here?”+

20 Onai! Akarova dombo

Zvekuti mvura yakayerera, hova dzikafashukira.+

“Angagona kutipawo chingwa here,

Kana kuti angagona kupa vanhu vake nyama here?”+

21 Jehovha paakavanzwa, akashatirwa kwazvo;+

Moto+ wakabvira ukapisa Jakobho,

Uye akatsamwira Israeri kwazvo+

22 Nekuti havana kutenda muna Mwari;+

Havana kuvimba kuti aikwanisa kuvaponesa.

23 Saka akarayira makore ari mudenga kumusoro,

Akavhura masuo ekudenga.

24 Akaramba achivanayisira mana kuti vadye;

Akavapa zviyo zvekudenga.+

25 Vanhu vakadya chingwa chevane simba;*+

Akavapa chaikwana kuti vagute.+

26 Akasimudza mhepo yekumabvazuva kumatenga

Uye simba rake rakaita kuti mhepo yekumaodzanyemba ivhuvhute.+

27 Uye akavanayisira nyama yakawanda seguruva,

Shiri dzakawanda sejecha regungwa.

28 Akaita kuti zvidonhere mumusasa wake,

Zvakapoteredza matende ake.

29 Uye vakadya vakazvimbirwa;

Akavapa zvavaipanga.+

30 Asi nhomba yavo yenyama isati yatombopera,

Zvekudya zvavo zvichiri mumuromo mavo,

31 Mwari akavatsamwira.+

Akauraya varume vavo vakasimba;+

Akawisira pasi majaya aIsraeri.

32 Pasinei neizvi, vakatowedzera kutadza+

Uye havana kuva nekutenda mumabasa ake anoshamisa.+

33 Saka akagumisa mazuva avo semhepowo zvayo inofemwa,+

Uye akagumisa makore avo nezvinhu zvinotyisa zvakavawira vasingafungiri.

34 Asi pese paaivauraya, ivo vaimutsvaga;+

Vaibva vadzoka, votsvaga Mwari,

35 Vachiyeuka kuti Mwari aiva Dombo ravo+

Uye kuti Mwari Wekumusorosoro aiva Mudzikinuri wavo.*+

36 Asi vakaedza kumunyengedza nemuromo wavo

Uye vakamunyepera nerurimi rwavo.

37 Mwoyo yavo yakanga isina kuvimbika kwaari;+

Uye vakanga vasina kutendeka kusungano yake.+

38 Asi iye aiva nengoni;+

Aivaregerera* kukanganisa kwavo orega kuvaparadza.+

Aiwanzozvidzora pakushatirwa kwake+

Pane kuvaratidza hasha dzake dzese.

39 Nekuti aiyeuka kuti vakanga vari vanhu venyama,+

Mhepo inongovhuvhuta ichipfuura isingadzoki.

40 Vaimupandukira kakawanda murenje+

Uye vaimurwadzisa mugwenga.+

41 Vaingoramba vachiedza Mwari,+

Uye vairwadzisa Mutsvene waIsraeri.

42 Havana kuyeuka simba rake,*

Zuva raakavanunura* pamhandu,+

43 Maratidziro aakaita zviratidzo zvake muIjipiti+

Uye zvishamiso zvake munharaunda yeZoani,

44 Uye machinjiro aakaita migero yaNire kuita ropa+

Zvekuti vaisagona kunwa mvura inobva muhova dzavo.

45 Akavatumira mbuo* dzakawandisa, kuti dzivarwadzise dzichivaruma+

Uye matatya kuti avaparadze.+

46 Akapa zvirimwa zvavo kumhashu dzinodya dzisingasiye chinhu,

Zvavakashandira zvakadyiwa nemhashu dzinobhururuka dzakawanda.+

47 Akaparadza mizambiringa yavo nechimvuramabwe+

Uye mitsamvi yavo nechimvuramabwe.

48 Akauraya mhuka dzavo dzinotakuriswa zvinhu nechimvuramabwe+

Uye akauraya zvipfuwo zvavo nemheni.*

49 Akavarova nehasha dzake huru,

Nekushatirwa nekutsamwa nekutambudzika,

Zvikwata zvengirozi zvichiunza matambudziko.

50 Akavhurira hasha dzake nzira.

Haana kuvasiya vari vapenyu;

Uye akaita kuti vawirwe nedenda.

51 Akazopedzisira nekuuraya matangwe ese eIjipiti,+

Kutanga kwesimba ravo rekubereka mumatende aHamu.

52 Akabva abudisa vanhu vake semakwai,+

Akavatungamirira murenje seboka rezvipfuwo.

53 Akavatungamirira vakachengeteka,

Uye havana chavaitya;+

Gungwa rakafukidza vavengi vavo.+

54 Uye akavasvitsa kunyika yake tsvene,+

Nyika ino ine makomo yakawanikwa neruoko rwake rwerudyi.+

55 Akadzinga marudzi pamberi pavo;+

Akavagovanisa nhaka achishandisa tambo yekuyeresa;+

Akagarisa madzinza aIsraeri mumisha yawo.+

56 Asi vakaramba vachiedza Mwari Wekumusorosoro uye vachimupandukira;+

Havana kuchengeta zviyeuchidzo zvake.+

57 Naivowo vakatsauka uye vainyengera semadzitateguru avo.+

Vakanga vakaita seuta hwakadhamba husingagoni kuvimbwa nahwo.+

58 Vakaramba vachimugumbura nenzvimbo dzavo dzakakwirira,+

Uye vakaita kuti ashatirwe* nemifananidzo yavo yakavezwa.+

59 Mwari akazvinzwa, akashatirwa kwazvo,+

Saka akaramba Israeri zvachose.

60 Akazosiya tebhenekeri yekuShiro,+

Tende raaigara ari pakati pevanhu.+

61 Akarega chiratidzo chesimba rake chichitapwa;

Kukudzwa kwake akakuisa muruoko rwemhandu.+

62 Akasiya vanhu vake vachiurayiwa nebakatwa+

Uye akashatirirwa nhaka yake.

63 Moto wakapisa majaya ake,

Uye mhandara dzake hadzina kuimbirwa nziyo dzemuchato.*

64 Vapristi vake vakaurayiwa nebakatwa,+

Uye chirikadzi dzavo hadzina kuchema.+

65 Jehovha akabva amuka semunhu anga akarara,+

Semurume akasimba+ amuka waini yapera mumusoro.

66 Uye akadzingirira mhandu dzake dzichidzokera kwadzabva;+

Akaita kuti vanyadziswe nekusingaperi.

67 Akaramba tende raJosefa;

Haana kusarudza dzinza raEfremu.

68 Asi akasarudza dzinza raJudha,+

Gomo reZiyoni, raanoda.+

69 Akaita kuti nzvimbo yake tsvene irambe iripo sematenga,*+

Senyika, iyo yaakasimbisa nekusingaperi.+

70 Akasarudza Dhavhidhi+ mushumiri wake,

Akamutora kumatanga emakwai,+

71 Kwaaifudza nhunzvi dzinoyamwisa;

Akaita kuti ave mufudzi waJakobho, vanhu vake,+

Uye waIsraeri, nhaka yake.+

72 Akavafudza nemwoyo wakaperera,+

Uye akavatungamirira nemaoko ane unyanzvi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe