Eksodho 4:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Unofanira kuti kuna Farao, ‘Jehovha ari kuti: “Israeri ndiye mwanakomana wangu, dangwe rangu.+ Dheuteronomi 32:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Wakakanganwa Dombo+ rakakubereka,Uye hauna kuyeuka Mwari akakuzvara.+ Isaya 63:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Nekuti ndimi Baba vedu;+Kunyange zvazvo Abrahamu angasatizivaUye Israeri angasaziva kuti tiri vanaani,Imi, haiwa Jehovha, ndimi Baba vedu. Mudzikinuri wedu wekare kare ndiro zita renyu.+
16 Nekuti ndimi Baba vedu;+Kunyange zvazvo Abrahamu angasatizivaUye Israeri angasaziva kuti tiri vanaani,Imi, haiwa Jehovha, ndimi Baba vedu. Mudzikinuri wedu wekare kare ndiro zita renyu.+