Dheuteronomi 7:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Nekuti imi muri rudzi rutsvene kuna Jehovha Mwari wenyu, uye Jehovha Mwari wenyu akakusarudzai kuti muve rudzi rwake, pfuma yake yaanokoshesa, pakati pemarudzi ese ari panyika.+ Dheuteronomi 14:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Nekuti muri rudzi rutsvene+ kuna Jehovha Mwari wenyu, uye Jehovha akakusarudzai kuti muve rudzi rwake, pfuma yake yaanokoshesa, pakati pemarudzi ese ari panyika.+ Hosiya 11:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 “Ndakada Israeri paaiva mukomana,+Uye ndakashevedza mwanakomana wangu kuti abude muIjipiti.+ VaRoma 9:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 vaIsraeri. Vakatorwa* sevanakomana,+ vakapiwa kukudzwa, sungano,+ Mutemo,+ basa dzvene,+ uye vimbiso.+
6 Nekuti imi muri rudzi rutsvene kuna Jehovha Mwari wenyu, uye Jehovha Mwari wenyu akakusarudzai kuti muve rudzi rwake, pfuma yake yaanokoshesa, pakati pemarudzi ese ari panyika.+
2 Nekuti muri rudzi rutsvene+ kuna Jehovha Mwari wenyu, uye Jehovha akakusarudzai kuti muve rudzi rwake, pfuma yake yaanokoshesa, pakati pemarudzi ese ari panyika.+
4 vaIsraeri. Vakatorwa* sevanakomana,+ vakapiwa kukudzwa, sungano,+ Mutemo,+ basa dzvene,+ uye vimbiso.+