RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 32:39
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 39 Vanakomana vaMakiri,+ mwanakomana waManase vakaenda vakanorwisa Giriyedhi, vakaitora uye vakadzinga vaAmori vaiva mairi.

  • Joshua 13:29-31
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 29 Mozisi akapawo hafu yedzinza raManase nhaka maererano nemhuri dzavo.+ 30 Nharaunda yavo yaibva kuMahanaimu,+ ichibatanidza Bhashani yese, umambo hwese hwaOgi mambo weBhashani, nemisha yese yematende yaJairi+ iri muBhashani, maguta 60. 31 Hafu yeGiriyedhi, uye Ashtaroti neEdrei,+ maguta eumambo hwaOgi ari muBhashani, akapiwa vanakomana vaMakiri+ mwanakomana waManase, kuti ave ehafu yevanakomana vaMakiri maererano nemhuri dzavo.

  • 1 Makoronike 5:23
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 23 Hafu yedzinza raManase+ yakagara munyika yacho kubva kuBhashani kusvika kuBhaari-hemoni neSeniri nekuGomo reHemoni.+ Vakanga vakawanda chaizvo.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe